Pisarema 86:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira,+ haiwa Jehovha;Rudo rwenyu rusingachinji kune vese vanodana kwamuri rwakakura.+ Mako 10:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jesu akati kwaari: “Nei uchinditi akanaka? Hapana munhu akanaka, kunze kwaMwari chete.+
5 Nekuti makanaka+ uye makagadzirira kukanganwira,+ haiwa Jehovha;Rudo rwenyu rusingachinji kune vese vanodana kwamuri rwakakura.+