Dheuteronomi 33:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ngaadzidzise Jakobho mitongo yenyu+Uye ngaadzidzise Israeri Mutemo wenyu.+ Ngaape rusenzi kuti inhuhwirire zvakanaka kwamuri*+Nemupiro unopiswa wese paatari yenyu.+ Isaya 48:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako,Iye anokudzidzisa zvinokubatsira,*+Iye anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo.+
10 Ngaadzidzise Jakobho mitongo yenyu+Uye ngaadzidzise Israeri Mutemo wenyu.+ Ngaape rusenzi kuti inhuhwirire zvakanaka kwamuri*+Nemupiro unopiswa wese paatari yenyu.+
17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako,Iye anokudzidzisa zvinokubatsira,*+Iye anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo.+