RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 43:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri wenyu,+ Mutsvene waIsraeri:+

      “Ndichatuma vanhu kuBhabhironi ndichiitira imi, ndowisira pasi mazariro* ese emagedhi,+

      Uye vaKadheya vachashevedzera vachishungurudzika vari mungarava dzavo.+

  • Isaya 44:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Zvanzi naJehovha,

      Mambo waIsraeri+ uye Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto:

      ‘Ndini wekutanga uye ndini wekupedzisira.+

      Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu.+

  • Isaya 54:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 “Nekuti Muiti wako Mukuru+ akaita semurume* wako,+

      Jehovha wemauto ndiro zita rake,

      Uye Mutsvene waIsraeri ndiye Mudzikinuri wako.+

      Achanzi Mwari wenyika yese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe