1 Madzimambo 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Eriya akabva aenda pedyo nevanhu vese akati: “Mucharamba muine mwoyo miviri* kusvikira riini?+ Kana Jehovha ari iye Mwari wechokwadi, muteverei;+ asi kana ari Bhaari, muteverei!” Asi vanhu havana kana shoko ravakamupindura. Zvakazarurwa 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Sezvo uchidziya, usingapisi+ kana kutonhora,+ ndichakusvipa.
21 Eriya akabva aenda pedyo nevanhu vese akati: “Mucharamba muine mwoyo miviri* kusvikira riini?+ Kana Jehovha ari iye Mwari wechokwadi, muteverei;+ asi kana ari Bhaari, muteverei!” Asi vanhu havana kana shoko ravakamupindura.