RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 1:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Bhuku iri reMutemo harifaniri kubva pamuromo wako,+ unofanira kuriverenga nenzwi riri pasi pasi* siku nesikati, kuti unyatsochengeta zvese zvakanyorwa mariri;+ nekuti kana ukadaro zvinhu zvichakufambira zvakanaka,* uye uchava akachenjera+ pane zvaunoita.

  • Pisarema 119:48
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 48 Ndichasimudza maoko angu kumirayiro yenyu yandinoda,+

      Uye ndichafungisisa* mirau yenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe