Pisarema 19:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye dzorai muranda wenyu kuti arege kuita mabasa ekuzvikudza;+Musaarega achindikunda.+ Ndichabva ndava akakwana,+Uye ndichange ndisina mhosva yezvivi zviri pachena.* VaRoma 6:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka musarega chivi chichiramba chichikutongai samambo mumiviri yenyu inofa+ kuti muteerere kuchiva kwayo.
13 Uye dzorai muranda wenyu kuti arege kuita mabasa ekuzvikudza;+Musaarega achindikunda.+ Ndichabva ndava akakwana,+Uye ndichange ndisina mhosva yezvivi zviri pachena.*
12 Saka musarega chivi chichiramba chichikutongai samambo mumiviri yenyu inofa+ kuti muteerere kuchiva kwayo.