-
Genesisi 48:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Jakobho akati kuna Josefa:
“Mwari Wemasimbaose akazviratidza kwandiri kuRuzi munyika yeKenani akandikomborera.+ 4 Uye akati kwandiri, ‘Ndiri kuita kuti ubereke, ndichaita kuti uwande, uye ndichaita kuti uve ungano yemarudzi+ uye ndichapa vana* vako vanokutevera nyika ino kuti vaiite yavo nekusingagumi.’+
-