Pisarema 86:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Pakati pavanamwari hakuna akaita semi, haiwa Jehovha,+Hapana mamwe mabasa akafanana neenyu.+ Isaya 45:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndini Jehovha, uye hakuna mumwe. Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu.+ Ndichakusimbisa,* kunyange zvazvo wakanga usingandizivi,
5 Ndini Jehovha, uye hakuna mumwe. Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu.+ Ndichakusimbisa,* kunyange zvazvo wakanga usingandizivi,