RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 1:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 semarongerwo akanga akaitwa basa reupristi, nguva yake yakasvika yekuti apinde anopa rusenzi+ munzvimbo tsvene yaJehovha.*+ 10 Uye vamwe vanhu vese vakanga vachinyengetera vari panze panguva yaipiwa rusenzi.

  • Zvakazarurwa 5:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Parakatora gwaro racho, zvisikwa zvipenyu zvina nevakuru 24+ vakawira pasi pamberi peGwayana, mumwe nemumwe aine rudimbwa nendiro dzegoridhe dzakanga dzizere nerusenzi. (Rusenzi yacho inomiririra minyengetero yevatsvene.)+

  • Zvakazarurwa 8:3, 4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Pakabva pauya imwe ngirozi yainge yakabata mudziyo wekupisira rusenzi wegoridhe ikamira pedyo neatari,+ uye yakapiwa rusenzi zhinji kwazvo+ kuti ipise paatari yegoridhe+ yakanga iri pamberi pechigaro cheumambo panguva yaipiwa minyengetero yevatsvene vese. 4 Utsi hwerusenzi hwaibva muruoko rwengirozi hwakakwidza huchienda pamberi paMwari pamwe chete neminyengetero+ yevatsvene.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe