Pisarema 98:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 98 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+Nekuti akaita zvinhu zvinoshamisa.+ Ruoko rwake rwerudyi, ruoko rwake rutsvene, rwakaita kuti pave neruponeso.*+
98 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+Nekuti akaita zvinhu zvinoshamisa.+ Ruoko rwake rwerudyi, ruoko rwake rutsvene, rwakaita kuti pave neruponeso.*+