Pisarema 132:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Ndichapfekedza vapristi varo ruponeso,+Uye vanhu varo vakavimbika vachapembera nemufaro.+ Isaya 61:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndichava nemufaro mukuru muna Jehovha. Ndichapembera* nemufaro muna Mwari wangu.+ Nekuti andipfekedza nguo dzeruponeso;+Andiputira nenguo* yekururama,Sezvinoita murume ari kuroora anopfeka ngowani* yakaita seyemupristi,+Uye sezvinoita mwenga anozvishongedza.
10 Ndichava nemufaro mukuru muna Jehovha. Ndichapembera* nemufaro muna Mwari wangu.+ Nekuti andipfekedza nguo dzeruponeso;+Andiputira nenguo* yekururama,Sezvinoita murume ari kuroora anopfeka ngowani* yakaita seyemupristi,+Uye sezvinoita mwenga anozvishongedza.