RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 22:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Nekuti imbwa dzakandikomba;+

      Dzakati name name neni sechikwata chevanhu vanoita zvakaipa,+

      Dziri kuda kuruma maoko angu nemakumbo seshumba.+

  • Mateu 27:46
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 46 Panenge paawa yechi9, Jesu akashevedzera nenzwi guru, achiti: “Eri, Eri, rama sabhakitani?” zvinoreva kuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyirei?”+

  • Mako 15:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 Uye paawa yechi9, Jesu akashevedzera nenzwi guru achiti: “Eri, Eri, rama sabhakitani?” zvinoreva kuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyirei?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe