Pisarema 25:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Chokwadi hapana munhu anovimba nemi achanyadziswa,+Asi vaya vanoita zveutengesi vachanyadziswa.+ Pisarema 62:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Chokwadi ndinomirira Mwari ndakanyarara*+Nekuti tariro yangu inobva kwaari.+