Genesisi 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Pashure peizvi, Jehovha akataura naAbramu muchiratidzo, achiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+ Pisarema 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi imi, haiwa Jehovha, muri nhoo kumativi angu ese.+Ndimi kukudzwa+ kwangu uye munosimudza musoro wangu.+
15 Pashure peizvi, Jehovha akataura naAbramu muchiratidzo, achiti: “Abramu, usatya.+ Ndiri nhoo yako.+ Mubayiro wako uchava mukuru kwazvo.”+
3 Asi imi, haiwa Jehovha, muri nhoo kumativi angu ese.+Ndimi kukudzwa+ kwangu uye munosimudza musoro wangu.+