Pisarema 31:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Kana ndiri ini, ndakatanga kutya ndikati: “Ndichaparara pamberi penyu.”+ Asi makanzwa kuteterera kwangu pandaichema kwamuri kuti mundibatsire.+ Pisarema 40:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Ndakatarisira kuna Jehovha nemwoyo wese,*Uye akarerekera nzeve yake kwandiri,* akanzwa kuchemera kwangu kubatsirwa.+ Jona 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 akati: “Ndakashevedzera kuna Jehovha pandaitambudzika, uye akandipindura.+ Ndakachemera kubatsirwa ndiri muGuva* makadzika.+ Makanzwa inzwi rangu.
22 Kana ndiri ini, ndakatanga kutya ndikati: “Ndichaparara pamberi penyu.”+ Asi makanzwa kuteterera kwangu pandaichema kwamuri kuti mundibatsire.+
40 Ndakatarisira kuna Jehovha nemwoyo wese,*Uye akarerekera nzeve yake kwandiri,* akanzwa kuchemera kwangu kubatsirwa.+
2 akati: “Ndakashevedzera kuna Jehovha pandaitambudzika, uye akandipindura.+ Ndakachemera kubatsirwa ndiri muGuva* makadzika.+ Makanzwa inzwi rangu.