Pisarema 26:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Nditongei, haiwa Jehovha, nekuti ndakafamba ndakaperera kwamuri;+Ndakavimba naJehovha ndisingazununguki.+ Pisarema 96:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Pamberi paJehovha, nekuti ari kuuya,*Ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nekururama+Uye achatonga marudzi nekutendeka kwake.+
26 Nditongei, haiwa Jehovha, nekuti ndakafamba ndakaperera kwamuri;+Ndakavimba naJehovha ndisingazununguki.+
13 Pamberi paJehovha, nekuti ari kuuya,*Ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nekururama+Uye achatonga marudzi nekutendeka kwake.+