Isaya 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Dzidzai kuita zvakanaka, tsvagai kururama,+Ruramisai anodzvinyirira,Rwirai kodzero dzenherera,Uye miririrai chirikadzi.”+ VaHebheru 13:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvakare, musakanganwa kuita zvakanaka uye kupawo vamwe zvamuinazvo,+ nekuti Mwari anofadzwa kwazvo nezvibayiro zvakadaro.+
17 Dzidzai kuita zvakanaka, tsvagai kururama,+Ruramisai anodzvinyirira,Rwirai kodzero dzenherera,Uye miririrai chirikadzi.”+
16 Zvakare, musakanganwa kuita zvakanaka uye kupawo vamwe zvamuinazvo,+ nekuti Mwari anofadzwa kwazvo nezvibayiro zvakadaro.+