Mateu 6:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 “Saka rambai muchitanga kutsvaga Umambo nekururama kwake, uye zvimwe zvinhu zvese izvi zvichawedzerwa kwamuri.+ VaFiripi 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+ 1 Petro 5:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka zvininipisei pasi peruoko rwaMwari rune simba, kuti akukwidziridzei panguva yakakodzera,+ 7 muchikanda zvese zvinokudyai mwoyo*+ paari, nekuti iye ane hanya nemi.+
33 “Saka rambai muchitanga kutsvaga Umambo nekururama kwake, uye zvimwe zvinhu zvese izvi zvichawedzerwa kwamuri.+
6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+
6 Saka zvininipisei pasi peruoko rwaMwari rune simba, kuti akukwidziridzei panguva yakakodzera,+ 7 muchikanda zvese zvinokudyai mwoyo*+ paari, nekuti iye ane hanya nemi.+