-
1 Samueri 25:39Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
39 Dhavhidhi paakanzwa kuti Nabhari akanga afa, akati: “Jehovha ngaarumbidzwe, uyo atonga nyaya yangu+ yekuzvidzwa kwandakaitwa naNabhari+ uye akadzora muranda wake pakuita zvakaipa,+ uye Jehovha aita kuti zvakaipa zvaNabhari zvimudzokere!” Dhavhidhi akabva atumira shoko kuna Abhigairi achimukumbira kuti ave mudzimai wake.
-
-
Pisarema 52:4, 5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
4 Unoda shoko rese rakaipa,
Iwe rurimi runonyengera!
-