RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 15:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 “Kana imwe yehama dzako ikava murombo pakati pako mune rimwe remaguta ako, munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako, usaomesa mwoyo kana kupfumbatira ruoko rwako kuhama yako murombo.+ 8 Nekuti unofanira kupfumbanura ruoko rwako uchimupa+ uye unofanira kumukweretesawo zvese zvaanoda kana kuti zvaanoshayiwa.

  • Pisarema 112:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Munhu anopa chikwereti nekuti anonzwira nyasha zvinomufambira zvakanaka.+

      י [Yod]

      Anoita mabasa ake zvakarurama.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe