Pisarema 39:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndakava mbeveve uye ndakanyarara;+Ndakaramba ndakanyarara, ndisingatauri kunyange zvakanaka,Asi marwadzo angu akanga akanyanya. Pisarema 39:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndakaramba ndakanyarara;Ndaitadza kuvhura muromo wangu,+Nekuti ndimi makanga mazviita.+
2 Ndakava mbeveve uye ndakanyarara;+Ndakaramba ndakanyarara, ndisingatauri kunyange zvakanaka,Asi marwadzo angu akanga akanyanya.