Zvakazarurwa 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+