Eksodho 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+ Pisarema 111:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mabasa aJehovha makuru;+ ד [Daleth] Anoongororwa nevanhu vese vanoafarira.+ Pisarema 139:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndinokurumbidzai nekuti ndakaitwa nenzira inoshamisa, inotyisa.+ Mabasa enyu anoshamisa,+Izvi ndinonyatsozviziva.*
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+
14 Ndinokurumbidzai nekuti ndakaitwa nenzira inoshamisa, inotyisa.+ Mabasa enyu anoshamisa,+Izvi ndinonyatsozviziva.*