1 Samueri 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Jehovha anouraya, uye anochengetedza upenyu;*Anoendesa kuGuva,* uye anomutsa.+ Jobho 7:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Segore rinoparara ronyangarika,Munhu anopinda muGuva* haabudimo.+