Pisarema 48:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+ Mariro 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vese vanopfuura nemugwagwa vanokurovera maoko zvekutsvinya.+ Vanoridza muridzo vachishamisika+ uye vanodzungudzira mwanasikana weJerusarema misoro, vachiti: “Ndiro here guta riya ravaiti nezvaro, ‘Rizere nerunako, mufaro wenyika yese’?”+
2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+
15 Vese vanopfuura nemugwagwa vanokurovera maoko zvekutsvinya.+ Vanoridza muridzo vachishamisika+ uye vanodzungudzira mwanasikana weJerusarema misoro, vachiti: “Ndiro here guta riya ravaiti nezvaro, ‘Rizere nerunako, mufaro wenyika yese’?”+