Pisarema 48:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+ Ezekieri 16:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “‘Mukurumbira wako wakatanga kuenda kune mamwe marudzi+ nekuda kwerunako rwako, nekuti wakanga usina kana chinoshoreka nekuda kwekubwinya kwangu kwandakaisa pauri,’+ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”
2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+
14 “‘Mukurumbira wako wakatanga kuenda kune mamwe marudzi+ nekuda kwerunako rwako, nekuti wakanga usina kana chinoshoreka nekuda kwekubwinya kwangu kwandakaisa pauri,’+ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”