-
Jeremiya 7:22, 23Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 Nekuti pazuva randakabudisa madzitateguru enyu munyika yeIjipiti, handina kutaura nawo kana kuarayira nezvemipiro inopiswa nezvibayiro.+ 23 Asi ndakavapa murayiro uyu: “Teererai inzwi rangu, uye ndichava Mwari wenyu, uye muchava vanhu vangu.+ Munofanira kufamba munzira yese yandinorayira, kuti zvikufambirei zvakanaka.”’+
-