Zvirevo 5:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Wava kuti: “Chokwadi ndaivenga kurayirwa!* Mwoyo wangu waizvidza kutsiurwa! 13 Handina kuteerera inzwi revarayiridzi vanguKana kunzwa zvaitaurwa nevadzidzisi vangu. Johani 3:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Nekuti munhu wese anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauyi kuchiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena.*
12 Wava kuti: “Chokwadi ndaivenga kurayirwa!* Mwoyo wangu waizvidza kutsiurwa! 13 Handina kuteerera inzwi revarayiridzi vanguKana kunzwa zvaitaurwa nevadzidzisi vangu.
20 Nekuti munhu wese anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauyi kuchiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena.*