Johani 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti uya ane tsika yokuita zvakaipa+ anovenga chiedza uye haauyi kuchiedza, kuti mabasa ake arege kutsiurwa.+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:20 Nharireyomurindi,1/1/2005, p. 9
20 Nokuti uya ane tsika yokuita zvakaipa+ anovenga chiedza uye haauyi kuchiedza, kuti mabasa ake arege kutsiurwa.+