Zvirevo 2:10, 11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Uchenjeri pahunopinda mumwoyo mako+Uye ruzivo parunofadza mweya* wako,+11 Kukwanisa kunyatsofunga kucharamba kuchikurinda,+Uye ungwaru huchakuchengetedza, Zvirevo 14:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Mapenzi anotoita zvekutamba nekuva nemhosva,*+Asi vakarurama vane chido chekuyanana. Zvirevo 15:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Munhu asina pfungwa* anonakidzwa neupenzi,+Asi munhu ane ungwaru anofamba akananga kwaari kuenda.+
10 Uchenjeri pahunopinda mumwoyo mako+Uye ruzivo parunofadza mweya* wako,+11 Kukwanisa kunyatsofunga kucharamba kuchikurinda,+Uye ungwaru huchakuchengetedza, Zvirevo 14:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Mapenzi anotoita zvekutamba nekuva nemhosva,*+Asi vakarurama vane chido chekuyanana. Zvirevo 15:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Munhu asina pfungwa* anonakidzwa neupenzi,+Asi munhu ane ungwaru anofamba akananga kwaari kuenda.+
21 Munhu asina pfungwa* anonakidzwa neupenzi,+Asi munhu ane ungwaru anofamba akananga kwaari kuenda.+