Zvirevo 10:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Kuita zvinhu zvinonyadzisa kwakafanana nemutambo kubenzi,Asi uchenjeri ndehwemunhu ane ungwaru.+ Zvirevo 30:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Aya ndiwo maitiro emukadzi anoita upombwe: Anodya, opukuta muromo wake;Anobva ati, “Hapana chakaipa chandaita.”+
20 Aya ndiwo maitiro emukadzi anoita upombwe: Anodya, opukuta muromo wake;Anobva ati, “Hapana chakaipa chandaita.”+