Jobho 27:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uyu ndiwo mugove wemunhu akaipa unobva kuna Mwari,+Nhaka yevadzvinyiriri inobva kune Wemasimbaose. 14 Kana vanakomana vake vakawanda, vanopera nebakatwa,+Uye vazukuru vake vachashaya zvekudya zvinovakwanira.
13 Uyu ndiwo mugove wemunhu akaipa unobva kuna Mwari,+Nhaka yevadzvinyiriri inobva kune Wemasimbaose. 14 Kana vanakomana vake vakawanda, vanopera nebakatwa,+Uye vazukuru vake vachashaya zvekudya zvinovakwanira.