-
Dheuteronomi 6:10, 11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 “Jehovha Mwari wako paachakupinza munyika yaakapika kumadzitateguru ako Abrahamu, Isaka, naJakobho kuti achakupa,+ ine maguta makuru, akanaka ausina kuvaka,+ 11 dzimba dzakazara zvinhu zvakasiyana-siyana zvakanaka zvausina kushandira, matsime akacherwa pamatombo ausina kuchera, uye minda yemizambiringa nemiti yemiorivhi yausina kudyara, wodya woguta,+
-