Dheuteronomi 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 nedzimba dzizere zvinhu zvose zvakanaka dzausina kuzadza, nemigodhi yemvura yakacherwa yausina kuchera, minda yemizambiringa nemiti yemiorivhi yausina kudyara, uye paunenge wadya waguta,+
11 nedzimba dzizere zvinhu zvose zvakanaka dzausina kuzadza, nemigodhi yemvura yakacherwa yausina kuchera, minda yemizambiringa nemiti yemiorivhi yausina kudyara, uye paunenge wadya waguta,+