Zvirevo 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Anochengetera vanhu vakarurama uchenjeri hunobatsira;Iye inhoo yevaya vanofamba vakaperera kwaari.+ Zvirevo 10:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munhu anofamba akaperera achafamba akachengeteka,+Asi munhu ane nzira dzisina kururama achazivikanwa kuti ndizvo zvaari.+
7 Anochengetera vanhu vakarurama uchenjeri hunobatsira;Iye inhoo yevaya vanofamba vakaperera kwaari.+
9 Munhu anofamba akaperera achafamba akachengeteka,+Asi munhu ane nzira dzisina kururama achazivikanwa kuti ndizvo zvaari.+