VaEfeso 4:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Shoko rakaora ngarirege kubuda mumuromo menyu,+ asi shoko rakanaka rinovaka panguva yakakodzera, kuti vanonzwa vabatsirwe.+
29 Shoko rakaora ngarirege kubuda mumuromo menyu,+ asi shoko rakanaka rinovaka panguva yakakodzera, kuti vanonzwa vabatsirwe.+