Zvirevo 16:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Hasha dzamambo dzakaita semutumwa werufu,+Asi munhu akachenjera anodzitonhodza.+ Zvirevo 20:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Kutyisa kwamambo kwakafanana nekuhon’a kweshumba;*+Munhu wese anomushatirisa anoisa upenyu hwake pangozi.+ Dhanieri 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Mambo akabva ashatirwa uye akarayira kuti varume vese vakachenjera veBhabhironi vaurayiwe.+
2 Kutyisa kwamambo kwakafanana nekuhon’a kweshumba;*+Munhu wese anomushatirisa anoisa upenyu hwake pangozi.+