Pisarema 101:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Mangwanani ega ega ndichaita kuti vakaipa vese vari panyika vanyarare,*Kuti ndiparadze vanhu vese vanoita zvakaipa vari muguta raJehovha.+
8 Mangwanani ega ega ndichaita kuti vakaipa vese vari panyika vanyarare,*Kuti ndiparadze vanhu vese vanoita zvakaipa vari muguta raJehovha.+