Zvirevo 27:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Rumbidzwa nemumwe munhu,* kwete nemuromo wako;Rumbidzwa nevamwe,* kwete nemiromo yako.+ Johani 5:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Mungatenda sei, imi muchigamuchira kukudzwa kwamunopanana pakati penyu muchirega kutsvaga kukudzwa kunobva kuna Mwari mumwe chete?+ VaFiripi 2:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Musaita zvinhu muchikakavadzana+ kana kuzvikudza,+ asi zvininipisei* muchiona vamwe sevakuru kwamuri,+
44 Mungatenda sei, imi muchigamuchira kukudzwa kwamunopanana pakati penyu muchirega kutsvaga kukudzwa kunobva kuna Mwari mumwe chete?+
3 Musaita zvinhu muchikakavadzana+ kana kuzvikudza,+ asi zvininipisei* muchiona vamwe sevakuru kwamuri,+