Mateu 23:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi mukuru pakati penyu anofanira kuva mushumiri wenyu.+ VaEfeso 4:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka ini, musungwa munaShe,+ ndinokukumbirai kuti mufambe zvinoenderana nekudanwa kwamakaitwa,+ 2 nekuzvininipisa kwese*+ neunyoro, nemwoyo murefu,+ nekunzwisisana murudo,+ VaEfeso 5:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Zviisei pasi pemumwe nemumwe+ muchitya Kristu.
4 Saka ini, musungwa munaShe,+ ndinokukumbirai kuti mufambe zvinoenderana nekudanwa kwamakaitwa,+ 2 nekuzvininipisa kwese*+ neunyoro, nemwoyo murefu,+ nekunzwisisana murudo,+