RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 20:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 “‘Kana pakava nemunhu anotuka baba vake kana amai vake, anotofanira kuurayiwa.+ Sezvo atuka baba vake kana amai vake, ndiye anenge azviurayisa ega.*

  • Dheuteronomi 21:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 “Kana munhu aine mwanakomana ane musikanzwa, anomupandukira, asingateereri baba vake kana amai vake,+ uye vakaedza kumururamisa asi iye asingavateereri,+

  • Dheuteronomi 21:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Varume vese veguta rake vanofanira kubva vamutema nematombo ofa. Saka unofanira kubvisa zvakaipa pakati pako, uye vaIsraeri vese vachazvinzwa vobva vatya.+

  • Zvirevo 20:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Munhu wese anotuka baba vake naamai vake,

      Rambi rake richadzimwa kana kwava nerima.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe