RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 23:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 “Kana ukaita mhiko kuna Jehovha Mwari wako,+ usanonoka kuiripa.+ Nekuti Jehovha Mwari wako anotoda kuti uiripe; ukasadaro, unenge waita chivi.+

  • Pisarema 116:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Ndicharipa mhiko dzangu kuna Jehovha

      Pamberi pevanhu vake vese.+

  • Pisarema 119:106
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 106 Ndakapika mhiko, uye ndichaizadzisa,

      Kuti ndichengete mitongo yenyu yakarurama.

  • Muparidzi 5:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Pese paunoita mhiko kuna Mwari, usanonoka kuiripa,+ nekuti haafariri mapenzi.+ Ripa zvaunenge wapika.+

  • Mateu 5:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 “Makanzwawo kuti zvakanzi kune vemunguva yekare: ‘Usapika usingaiti,+ asi unofanira kuripa mhiko dzako kuna Jehovha.’*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe