Pisarema 49:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti paanofa hapana chaanokwanisa kuenda nacho;+Kukudzwa kwake hakuendi naye.+ Ruka 12:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda upenyu hwako.* Saka zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+ 1 Timoti 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti hapana chatakauya nacho munyika, uye hapana chatinobuda nacho.+
20 Asi Mwari akati kwaari, ‘Iwe benzi, usiku huno vachati vanoda upenyu hwako.* Saka zvinhu zvawakachengeta zvichava zvaani?’+