-
Muparidzi 2:15, 16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Ndakabva ndati nechemumwoyo: “Zvinoitika kubenzi ndizvo zvichaitikawo kwandiri.”+ Saka, chii chandakawana nekuti ndakanga ndakachenjera chaizvo? Saka ndakati nechemumwoyo: “Izviwo hazvina zvazvinobatsira.” 16 Nekuti hapana acharamba achiyeukwa nekusingaperi, angava akachenjera kana kuti benzi.+ Mumazuva achauya, vanhu vese vachakanganwika. Uye munhu akachenjera achafa sei? Sezvinongoitawo benzi.+
-