Muparidzi 6:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nekuti munhu akachenjera anopfuura benzi pachii,+ uye zvinobatsirei kana murombo achiziva zvekuita kuti ararame?* VaRoma 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka chivi chakapinda munyika nemunhu mumwe chete uye rufu rwakapinda nechivi,+ rufu rukabva rwapararira kuvanhu vese nekuti vese vakanga vatadza+—.
8 Nekuti munhu akachenjera anopfuura benzi pachii,+ uye zvinobatsirei kana murombo achiziva zvekuita kuti ararame?*
12 Saka chivi chakapinda munyika nemunhu mumwe chete uye rufu rwakapinda nechivi,+ rufu rukabva rwapararira kuvanhu vese nekuti vese vakanga vatadza+—.