RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 10:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Kuyeukwa kwemunhu akarurama kunounza* chikomborero,+

      Asi zita remunhu akaipa richaora.+

  • Zvirevo 22:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Zita rakanaka* rinofanira* kusarudzwa panzvimbo pepfuma zhinji;+

      Kuremekedzwa* kunopfuura kuva nesirivha negoridhe.

  • Isaya 56:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 “Ndichaita kuti dzive nechiyeuchidzo nezita mumba mangu uye mukati memasvingo angu,

      Izvo zvinopfuura vanakomana nevanasikana.

      Ndichadzipa zita rinogara nekusingaperi,

      Iro risingazoparari.

  • Ruka 10:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Kunyange zvakadaro, musafara pamusoro pekuti mweya inozviisa pasi penyu, asi farai nekuti mazita enyu anyorwa kudenga.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe