Eksodho 1:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka vaIjipiti vakamanikidza vaIsraeri kuti vave varanda vachivaitira utsinye.+ 14 Vakaita kuti upenyu hwavo huome nekuvaitisa basa rakaoma rekukanya dhaka nekuforoma zvidhinha uye mabasa emarudzi ese emuminda. Vaivafondotsa zveutsinye nemabasa ese euranda.+ Mika 7:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vava shasha dzekuita zvakaipa nemaoko avo;+Muchinda ari kumanikidza vanhu kuti vamupe zvinhu,Mutongi anokumbira kubhadharwa,+Munhu wepamusorosoro anoita kuti vanhu vazive zvaanoda,+Uye vanozvironga* pamwe chete.
13 Saka vaIjipiti vakamanikidza vaIsraeri kuti vave varanda vachivaitira utsinye.+ 14 Vakaita kuti upenyu hwavo huome nekuvaitisa basa rakaoma rekukanya dhaka nekuforoma zvidhinha uye mabasa emarudzi ese emuminda. Vaivafondotsa zveutsinye nemabasa ese euranda.+
3 Vava shasha dzekuita zvakaipa nemaoko avo;+Muchinda ari kumanikidza vanhu kuti vamupe zvinhu,Mutongi anokumbira kubhadharwa,+Munhu wepamusorosoro anoita kuti vanhu vazive zvaanoda,+Uye vanozvironga* pamwe chete.