Muparidzi 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka ndakati nechemumwoyo: “Mwari wechokwadi achatonga vese, vakarurama nevakaipa,+ nekuti zvinhu zvese nemabasa ese zvine nguva yazvo.” Muparidzi 12:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti Mwari wechokwadi achatonga mabasa ese, kusanganisira zvese zvakavanzwa, kuti aone kana zvakanaka kana kuti zvakaipa.+ VaRoma 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uye achaitira mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake:+
17 Saka ndakati nechemumwoyo: “Mwari wechokwadi achatonga vese, vakarurama nevakaipa,+ nekuti zvinhu zvese nemabasa ese zvine nguva yazvo.”
14 Nekuti Mwari wechokwadi achatonga mabasa ese, kusanganisira zvese zvakavanzwa, kuti aone kana zvakanaka kana kuti zvakaipa.+