RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Yeuka Musiki usati wakwegura (1-8)

      • Mhedziso yemuunganidzi (9-14)

        • Mashoko euchenjeri akaita sezvibayiso zvemombe (11)

        • Itya Mwari wechokwadi (13)

Muparidzi 12:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:17; 148:7, 12; Ru 2:48, 49; 2Ti 3:15
  • +Pis 90:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kushumira Jehovha ‘Mumazuva Okutambudzika’

    w15 7/15 pp. 12-13

    Kusarudza Nokuchenjera Uchiri Muduku

    w14 1/15 p. 18 ndim. 3

    Kushumira Jehovha Mazuva Okutambudzika Asati Auya

    w14 1/15 pp. 22-23 ndim. 1-3

    Kurarama Upenyu Hune Chinangwa Iye Zvino Uye Nokusingaperi

    w11 7/1 pp. 8-9

    Vechiduku—Simbisai Chido Chenyu Chokushumira Jehovha

    w10 4/15 pp. 3-4

    Vechiduku, Yeukai Musiki Wenyu Mukuru Iye Zvino

    w08 4/15 pp. 12-16

    Ndichaitei Noupenyu Hwangu?

    yp2 chits. 38

    Vechiduku, Rumbidzai Jehovha!

    w05 6/15 p. 28

    Vechiduku, Muri Kugadzirira Remangwana Here?

    w04 5/1 p. 13 ndim. 6

    “Rangarirawo Musiki Wako”

    g04 7/8 pp. 8-9

    Itai Kuti Upenyu Hwenyu Hubudirire!

    w99 9/1 p. 20 ndim. 6

    Rangarira Musiki Wako mukuru!

    w99 11/15 pp. 13-18

    Ita Zvakanakisisa Noupenyu Hwako

    w98 8/15 pp. 8-9

    Pwere Dzinoyeuka Musiki Wadzo

    w96 12/1 pp. 15-20

    Iwe Unoyeuka Here?

    w96 12/15 p. 30

    Pwere Dzinofara Mubasa raJehovha

    w90 8/1 p. 13 ndim. 15-16

    Kusaroora—Nzira Inotusa Youpenyu

    w87 11/15 p. 16

Muparidzi 12:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “adzoka nemvura inonaya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 4:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rangarira Musiki Wako mukuru!

    w99 11/15 pp. 14-15 ndim. 8-9

Muparidzi 12:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vachengeti.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 48:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”

    mwb16.11 p. 6

    Gara Uchishandisa Magwaro Pakuronga Nezvoutano Hwako

    w08 11/15 p. 23 ndim. 2

    Rangarira Musiki Wako mukuru!

    w99 11/15 p. 15 ndim. 10-11

Muparidzi 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 19:34, 35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”

    mwb16.11 p. 6

    Rangarira Musiki Wako mukuru!

    w99 11/15 pp. 15-16 ndim. 12-13

Muparidzi 12:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:31
  • +Job 30:23; Mup 9:10
  • +Ge 50:7, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”

    mwb16.11 p. 6

    Uchafamba naMwari Here?

    w05 11/1 p. 22 ndim. 8

    Rangarira Musiki Wako mukuru!

    w99 11/15 pp. 16-17 ndim. 14-16

Muparidzi 12:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rangarira Musiki Wako mukuru!

    w99 11/15 p. 17 ndim. 17-18

    Hurambirei Mirimo?

    yp-CA chits. 34

Muparidzi 12:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:19; Pis 146:4
  • +Ge 2:7; Job 27:3; 34:14, 15; Pis 104:29; Isa 42:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mweya

    rs p. 267 ndim. 7

    “Mweya” uye “Mudzimu”—Mashoko Aya Anomborevei Chaizvo?

    bh p. 211 ndim. 1

    Une Mudzimu Usingafi Here?

    w01 7/15 pp. 5-6

    Upenyu Pashure Porufu—Bhaibheri Rinotii?

    w99 4/1 p. 17 ndim. 13

    Rangarira Musiki Wako mukuru!

    w99 11/15 p. 17 ndim. 19

    Chii Chinoitika Kumweya Pakufa?

    ie p. 24

    Upenyu pashure Porufu—Sei, Kupi, Rini?

    w96 10/15 pp. 5-6

    Vadiwa Vako Vakafa—Uchavaonazve Here?

    w94 6/15 pp. 5-6

Muparidzi 12:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:1
  • +Mup 1:2, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tariro Ine Simba Rinochengetedza

    w05 3/1 pp. 30-31

    Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here?

    w99 11/15 p. 19

Muparidzi 12:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “aronge.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:1, 3, 6, 8
  • +1Mad 4:29, 32; Zvi 1:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here?

    w99 11/15 p. 21 ndim. 10-11

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 20—Zvirevo

    si p. 107 ndim. 3

Muparidzi 12:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 16:24; 25:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinotaurwa neBhaibheri Ndezvechokwadi Here?

    lff chidzidzo 3

    Vaka Mhuri Yako “Nemashoko Anofadza”

    w08 1/1 pp. 10-11

    Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here?

    w99 11/15 p. 21 ndim. 10-11

    ‘Kutsvaka Mashoko Anofadza, Mashoko Akarurama’

    w90 12/15 p. 26

    Kutaura Mashoko Anofadza Echokwadi

    sg chidzidzo 1 ndim. 7

    Bhaibheri—Bhuku Redu Guru Rinofundwa

    sg chidzidzo 3 ndim. 6

Muparidzi 12:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 2:37; VaH 4:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unopa Sei Vamwe Mazano?

    w12 3/15 p. 9

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raMuparidzi

    w06 11/1 p. 16 ndim. 11

    Zvinofanira Kuverengwa—Zano raSoromoni Rouchenjeri

    w04 12/1 p. 32

    Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here?

    w99 11/15 pp. 21-22 ndim. 12-13

    Unoyeuka Here?

    w99 12/15 p. 30

    Kutaura Mashoko Anofadza Echokwadi

    sg chidzidzo 1 ndim. 7

Muparidzi 12:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 1:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinofanira Kuverengwa—Zano raSoromoni Rouchenjeri

    w04 12/1 p. 32

    Kuverenga Bhaibheri—Kunobatsira uye Kunonakidza

    w00 10/1 p. 10 ndim. 9

    Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here?

    w99 11/15 pp. 21-22 ndim. 12-14

    Mabhuku, Mabhuku, Mabhuku!

    w97 8/1 p. 30

    Chandinorava Chinoita Musianoi?

    yp-CA chits. 35

Muparidzi 12:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 28:28; Pis 111:10; Zvi 1:7
  • +1Jo 5:3
  • +Dhe 6:1, 2; 10:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Akatisika Aine Chinangwa Chei?

    lff chidzidzo 25 pfungwa 5

    Zvakakosherei Kuti Uzive Chokwadi?

    wp17 nha. 1 p. 14

    Zvatinosungirwa naMwari Kuti Tiite

    w11 11/1 p. 21

    Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here?

    w99 11/15 pp. 22-23

    “Zvakafanira Vanhu Vose”

    w97 2/15 pp. 13-18

Muparidzi 12:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 62:12; Mup 11:9; Mt 12:36, 37; Mab 17:31; 2VaK 5:10; 1Ti 5:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kuitira Mwari Zvose Zvaunofanira Kuita Here?

    w99 11/15 pp. 22-23 ndim. 15-16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 12:1Pis 71:17; 148:7, 12; Ru 2:48, 49; 2Ti 3:15
Mup. 12:1Pis 90:10
Mup. 12:21Sa 4:15
Mup. 12:3Ge 48:10
Mup. 12:42Sa 19:34, 35
Mup. 12:5Zvi 16:31
Mup. 12:5Job 30:23; Mup 9:10
Mup. 12:5Ge 50:7, 10
Mup. 12:7Ge 3:19; Pis 146:4
Mup. 12:7Ge 2:7; Job 27:3; 34:14, 15; Pis 104:29; Isa 42:5
Mup. 12:81Mad 8:1
Mup. 12:8Mup 1:2, 14
Mup. 12:91Mad 10:1, 3, 6, 8
Mup. 12:91Mad 4:29, 32; Zvi 1:1
Mup. 12:10Zvi 16:24; 25:11
Mup. 12:11Mab 2:37; VaH 4:12
Mup. 12:12Mup 1:18
Mup. 12:13Job 28:28; Pis 111:10; Zvi 1:7
Mup. 12:131Jo 5:3
Mup. 12:13Dhe 6:1, 2; 10:12
Mup. 12:14Pis 62:12; Mup 11:9; Mt 12:36, 37; Mab 17:31; 2VaK 5:10; 1Ti 5:24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 12:1-14

Muparidzi

12 Saka yeuka Musiki wako Anokudzwa mumazuva eudiki hwako,+ mazuva ekutambudzika asati asvika,+ uye makore asati asvika pauchazoti: “Handinakidzwi neupenyu”; 2 zuva nechiedza nemwedzi nenyeredzi zvisati zvasviba,+ uye makore asati adzokera pashure pekunaya kwemvura;* 3 pazuva rinodedera varindi* veimba, varume vane simba vakotama, vakadzi varega kukuya nekuti vava vashoma, uye vakadzi vanotarisa nepamahwindo vava kuona rima;+ 4 masuo akatarisa kumugwagwa paanenge avharwa, kurira kweguyo kwava kunzwikira pasi pasi, munhu omutswa nekurira kweshiri, uye vanasikana vese verwiyo vava kunzwikira pasi pasi.+ 5 Munhu anenge ava kutyawo kuenda pakakwirira, mumugwagwa mava nezvinovhundutsa. Uye muarumondi watumbuka,+ hwiza yava kuzvizvuzvurudza, muchero unoita kuti munhu ade kudya usisabatsiri, nekuti munhu ari kufamba achienda kuimba yake inogara kwenguva refu+ uye vari pamariro vava kufamba-famba mumugwagwa;+ 6 tambo yesirivha isati yabviswa, ndiro yegoridhe isati yaputswa, uye chirongo chiri pachitubu chisati chapwanyika, uye chinoshandiswa kuchera mvura patsime chisati chaparadzwa. 7 Guruva robva radzokera panyika,+ sezvarakanga rakaita, uye simba reupenyu rodzokera kuna Mwari wechokwadi akaripa.+

8 “Hazvina zvazvinobatsira zvachose!” anodaro muunganidzi.+ “Zvinhu zvese hazvina zvazvinobatsira.”+

9 Kuwedzera pakuva akachenjera, muunganidzi akaramba achidzidzisa vanhu zvaaiziva,+ uye akafungisisa, akatsvagisisa, kuti aunganidze* zvirevo zvizhinji.+ 10 Muunganidzi akatsvaga kuti awane mashoko anofadza+ uye kuti anyore mashoko akarurama echokwadi.

11 Mashoko evakachenjera akaita sezvibayiso zvemombe,+ uye mashoko avo avakaunganidza akaita sezvipikiri zvakaroverwa; akapiwa achibva kumufudzi mumwe chete. 12 Kana zviri zvimwe kunze kweizvi, mwanakomana wangu, rega ndikuyambire: Kugadzira mabhuku mazhinji hakuperi, uye kunyanya kuzvipira kwaari kunonetesa nyama.+

13 Iyi ndiyo mhedziso yenyaya yacho pashure pekunge zvese zvanzwikwa: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake,+ nekuti ichi ndicho chinhu chikuru chinofanira kuitwa nemunhu.+ 14 Nekuti Mwari wechokwadi achatonga mabasa ese, kusanganisira zvese zvakavanzwa, kuti aone kana zvakanaka kana kuti zvakaipa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe