Muparidzi 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Munhu anowanei pabasa rake rese rakaoma,Pakufondoka kwaanoita pasi pezuva?+ Muparidzi 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka ndakasvika pakuvenga upenyu,+ nekuti ndaiona sekuti zvinhu zvese zvaiitwa pasi pezuva zvaindishungurudza, nekuti zvese zvakanga zvisina zvazvinobatsira,+ kudzingana nemhepo chaiko.+
17 Saka ndakasvika pakuvenga upenyu,+ nekuti ndaiona sekuti zvinhu zvese zvaiitwa pasi pezuva zvaindishungurudza, nekuti zvese zvakanga zvisina zvazvinobatsira,+ kudzingana nemhepo chaiko.+